11 Zvipo zvache nzvokuti, vamwe vave nhumwa, vamwe vaporofiti, vamwe vaparidzi, vamwe vafundisi vamwewo vadzidzisi, 12 kuitira kuti vatsvene vave vadokwana vanogona kuita basa rokushumira, vachivakha muviri waKirisitu,