16 kubva paari muviri wese, unobatanidziwa nokusunganidziwa pabodzi zvichiitiwa nonhengo imwe noimwe kuburikidza nozvainopasa, kana nhengo imwe noimwe ichishanda zvidonaka, zvokonzera kukura kwomuviri nokuzvivakha kwawene murudo.