Publicidade

Efésios 4

22 Sunhurai unhu hwokare hunova hwomararamiro yokare yadoora nondava yokuchiva kunofurira, 23 moitiwa vatsva mumweya nomupfungwa dzenyu, 24 mosimira unhu hutsva, hudosikiwa mumufananidzo waMwari mukururama kwochokwadi noutsvene.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-