Pular para o conteúdo
Publicidade

Efésios 5

25 Varume, idai vakadzi venyu, fanike Khirisitu adoda kherekhe ndokuzvipereka nondava yayene, 26 kuti ainatse, aitsvindise nokuishambidza nomvura pashoko, 27 kuti aipereke kwaari pachake iri kherekhe inobhwinya, isinai kadondorozi kana kuunyana kana chimwewo chinhu chidodaro, kuti ive itsvene isinai chinoshoreka. 28 Zvidodaro vanhurume mbavadewo vakadzi vavo fanike miviri yavo chaiyo. Anoda mukadzi wache anozvidawo. 29 Nokuti hapanai munhu anovenga muviri wache, asi anouposha nokuuchengeta, fanike zvinoitiwa kherekhe naKhirisitu,

Veja também