Pular para o conteúdo
Publicidade

VAEFESO 5

28 Zvidodaro vanhurume mbavadewo vakadzi vavo fanike miviri yavo chaiyo. Anoda mukadzi wache anozvidawo. 29 Nokuti hapanai munhu anovenga muviri wache, asi anouposha nokuuchengeta, fanike zvinoitiwa kherekhe naKhirisitu, 30 ndava tiri nhengo dzomuviri wake. 31 "nochikonzero chakarechi munhurume achasiya baba vache namaache wobatanidziwa nomukadzi wache, vairi vakarevo vachava muiri mubodzi." 32 Chidohwanzika chakarechi chidodzama zvidonyanya, asi ndiri kureva zvaKhirisitu nokherekhe, 33 zvidodaro, umwe noumwe mbaade mukadzi wache kunge kuzvida kwaanoita, futi munhikadzi mbaone kuti anoremekedza murume wache.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também