16 tinoziva kuti munhu haaruramisiwe nomabasa yomutemo asi kuburikidza nokutenda muna Khirisitu Jesu, kuitira kuti naisisuwo tiruramisiwe nokutenda muna Khirisitu, aikona nomabasa yomutemo. Ndava hapanai acharuramisiwa nomabasa yomutemo.