Pular para o conteúdo
Publicidade

VaGaratiya 3

13 Khirisitu adotisunungura kubva pakushurikidza kwomutemo, nokutora nzvimbo yedu kwaadoita achiva chidoshurikidziwa ndava kudonyohwa kuti, "Wese anoturikiwa pamuti, adoshurikidziwa."

Veja também