28 Hapachinai muJudha kana muGiriki, hapachinai muranda kana adosununguka, hapachinai munhurume kana munhukadzi. Ndava mese muri mubodzi muna Khirisitu Jesu. 29 Zvino kana muri vache Khirisitu, muri budzi raAbhurahamu, vaji vonhaka maererano nochivimbiso.
Publicidade
Publicidade