13 Sekuziva kwamunoita, kwaiva kuhwara kwandaiita kudoita kuti ndikuparidzirei vhangeri pakuthanga. 14 Kana nepo mamiriro yomuviri wangu wanga uri muedzo kwamuri, hamunai kundiramba kana kundizvidza. Asi mudonditambira kunge ngirozi yaMwari, kunge ndanga ndiri Khirisitu Jesu pachake.