4 Asi nguwa paidodzonatsa kuzara, Mwari adotuma Mwanakomana wache, adozvahwa nomukadzi, nokudzorarama ari pasi pomutemo, 5 kuti asunungure vaye vanga vari pasi pomutemo, kuti titambire kuitiwa kwedu vanakomana vaMwari.
6 Sezvo muri vana, Mwari adotuma Mweya woMwanakomana wache mumwoyo yedu, anodaidzira kuti, "Baba, Baba."