Pular para o conteúdo
Publicidade

VaGaratiya 5

13 Hama mudodaidzihwa rusununguko. Asi chete rekai kushandisa kusununguka kwenyu semukana wokufadza muviri. Asi kuburikidza norudo ivai vanoshandirana. 14 Nokuti mutemo wese unozazisiwa noshoko ribodzi rinoti, "Unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também