14 Asi munhu wese anoedzewa kana zvido zvache zvidoipa zvamukwezva nokumunyengedza. 15 Zvino kana chido chidoipa chabata, chinozvara chitadzo, chitadzo kana chakuritsa, chinozvara ipfa.