Kunzva noKuita
19 Hama dzangu dzinodikana, zivai zvinhu zvakarezvi. Munhu wese mbaakurumidze kunzva, achehwe kunyaira futi achehwe kukaripa, 20 ndava ukari hwomunhu hunouyisaba kururama kunodiwa naMwari.