Pular para o conteúdo
Publicidade

Jakobho 1

Kutenda noUchenjeri

2 Hama dzangu, mbondotii mufaro basi, pese pamunopinda mumiedzo idosiyanasiyana, 3 ndava munoziva kuti kuedzewa kwokutenda kwenyu kunozvara kutsungirira. 4 Kutsungirira kunofanira kupedza basa rakwene kuti muve mipurumira idokwana pasinai chamunosaya.

Veja também