Pular para o conteúdo
Publicidade

Tiago 1

5 Kana panoumwe wenyu anosaya uchenjeri, mbaakumbire Mwari, anondopereka zvidotambanuka kuvanhu vese uye asingatsvage mhosva, achahupasiwa. 6 Asi mbaakumbire nokutenda asingatsakidze, ndava anotsakidza adoita kunge fungu rogungwa rinosundiwa nokupupurutsiwa nomhepo. 7 Munhu wakareyo mbaareke kutarisira kuti achatambira chinhu kuna Ishe, 8 munhu adodaroyo anomifungo miviri, anodekharikaba pazvese zvaanoita.

Veja também