17 Eriya wanga ari munhu kunge isisu. Adonamata zvidonyanya kuti mvura ireke kuna, ichibva yarekera kuna panyika kwomakore matatu nomwedzi mitanhatu.