17 Eriya wanga ari munhu kunge isisu. Adonamata zvidonyanya kuti mvura ireke kuna, ichibva yarekera kuna panyika kwomakore matatu nomwedzi mitanhatu. 18 Adonamata kamu, denga richibva ranisa mvura, nyika ichibva yabereka zvibereko zvayene.