Publicidade

Romanos 8

35 Ndiyani angatipambulanya noludo lwaKristo? Kungaba bujiili na, kana kusheta, kana luyabiso, kana ibhamba, kana bunkuna, kana impalajo, kana igwalabaza? 36 Sezwilokwalwa kuwhi,

"Timubulayilwa imwi unshaji wose,

tilotolwa semhwizi jimunda kunobulayiwa."

37 Pe, muna yezwi zwinhu zwose tibazundi nomuna iye wakatida. 38 Ndinechokomende kuti akutoba lufu kana bupenyu, kana ingilozi, kana bakulwana kulwana, kana zwinhu zwipo ngweno, kana zwikumuzha, kana isimba, 39 kana bulefu, kana untika, kana chimwe zwacho chinhu chakabumbwa, chingatubula kutipambulanya noludo lwaMwali munaKristo Jesu, Tezi wedu.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-