Takuriranai Mutoro
1 Hama, kana munhu akabatiwa achitadza, imipa vanorarama mumweya mudzoreredzei mudopfava. Asi chenjerai, kuti naimipawo mureke kuedzewa. 2 Takuriranai mitoro, ndiyo nzira yamunozazisa nayo mutemo waKhirisitu.