11Ndava Mwanakomana woMunhu adouya koponesa adotaika.
14Nonzira ibodzibodziyo Baba venyu vari kudenga vanodaba kuti umwe wovadiki vakareva aparadzike.
18Chokwadi ndinoti kwamuri, chese chamunosunga panyika chichasungiwa kudenga, nochamunosugudura panyika chichasuguduhwa kudenga.