3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari.
Ndiye akatisika, uye tiri vake;
tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
4 Pindai pamasuo ake nokuvonga
nomuvanze dzake nokurumbidza;
chimuvongai uye murumbidze zita rake.
3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari.
Ndiye akatisika, uye tiri vake;
tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
4 Pindai pamasuo ake nokuvonga
nomuvanze dzake nokurumbidza;
chimuvongai uye murumbidze zita rake.