Pular para o conteúdo
Publicidade

Mapisarema 83

Rwiyo. Pisarema raAsafi.

1 Haiwa Mwari, regai kunyarara;

musanyarara, imi Mwari, musati mwiro.

2 Tarirai kumutswa kwaitwa vavengi venyu,

namasimudziro avaita misoro yavo.

3 Vakarangana nounyengeri pamusoro pavanhu venyu;

vanorangana pamusoro paavo vamunochengeta zvakanaka.

4 Ivo vanoti, "Uyai, ngativaparadzei sorudzi,

kuti zita raIsraeri rirove."

5 Vanorangana pamwe chete nomwoyo mumwe chete;

vanoita sungano yokuzorwa nemi,

6 matende eEdhomu nevaIshumaeri,

neMoabhu navaHagari,

7 Gebha, Amoni neAmareki,

Firistia, navanhu veTire.

8 Kunyange neAsiria yabatana

navo kuti vasimbise zvizvarwa zvaRoti. Sera

9 Muvaitire sezvamakaitira vaMidhia,

sezvamakaita kuna naJabhini paRwizi Kishoni,

10 ivo vakafira paEndori

uye vakava sendove pamusoro pevhu.

11 Muite makurukota avo saOrebhu naZibhi,

machinda avo ose saZebha naZarumuna,

12 ivo vakati, "Handei tindotora

mafuro aMwari."

13 Haiwa Mwari wangu, vaitei sendira,

sehundi inodzingwa nemhepo.

14 Somoto unopisa sango

kana moto unoririma mugomo,

15 saka vateverei nedutu renyu

mugovavhundutsa nokutinhira wenyu.

16 Fukidzai zviso zvavo nenyadzi

kuti vanhu vagotsvaka zita renyu, imi Jehovha.

17 Ngavarambe vachinyadziswa

uye vavhundutswe; ngavafire munyadzi dzavo.

18 Ngavazive kuti imi, mune zita rinonzi Jehovha,

ndimi moga Wokumusoro-soro ari pamusoro penyika yose.

Pessoa
H5516
Sísera
סִֽיסְרָ֔אsiysəra
Sísera foi o comandante do exército de Jabim, rei de Canaã, que reinava em Hazor. Reuniu novecentos carros de ferro até o rio Quisom e foi morto por uma mulher com uma estaca de tenda (Juízes 5:26).
Citado em 17 versículos
Ver página completa
Todos os capítulos de Mapisarema 150
  1. 1
  2. 2
  3. 3
  4. 4
  5. 5
  6. 6
  7. 7
  8. 8
  9. 9
  10. 10
  11. 11
  12. 12
  13. 13
  14. 14
  15. 15
  16. 16
  17. 17
  18. 18
  19. 19
  20. 20
  21. 21
  22. 22
  23. 23
  24. 24
  25. 25
  26. 26
  27. 27
  28. 28
  29. 29
  30. 30
  31. 31
  32. 32
  33. 33
  34. 34
  35. 35
  36. 36
  37. 37
  38. 38
  39. 39
  40. 40
  41. 41
  42. 42
  43. 43
  44. 44
  45. 45
  46. 46
  47. 47
  48. 48
  49. 49
  50. 50
  51. 51
  52. 52
  53. 53
  54. 54
  55. 55
  56. 56
  57. 57
  58. 58
  59. 59
  60. 60
  61. 61
  62. 62
  63. 63
  64. 64
  65. 65
  66. 66
  67. 67
  68. 68
  69. 69
  70. 70
  71. 71
  72. 72
  73. 73
  74. 74
  75. 75
  76. 76
  77. 77
  78. 78
  79. 79
  80. 80
  81. 81
  82. 82
  83. 83
  84. 84
  85. 85
  86. 86
  87. 87
  88. 88
  89. 89
  90. 90
  91. 91
  92. 92
  93. 93
  94. 94
  95. 95
  96. 96
  97. 97
  98. 98
  99. 99
  100. 100
  101. 101
  102. 102
  103. 103
  104. 104
  105. 105
  106. 106
  107. 107
  108. 108
  109. 109
  110. 110
  111. 111
  112. 112
  113. 113
  114. 114
  115. 115
  116. 116
  117. 117
  118. 118
  119. 119
  120. 120
  121. 121
  122. 122
  123. 123
  124. 124
  125. 125
  126. 126
  127. 127
  128. 128
  129. 129
  130. 130
  131. 131
  132. 132
  133. 133
  134. 134
  135. 135
  136. 136
  137. 137
  138. 138
  139. 139
  140. 140
  141. 141
  142. 142
  143. 143
  144. 144
  145. 145
  146. 146
  147. 147
  148. 148
  149. 149
  150. 150

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.