Pular para o conteúdo
Publicidade

Mapisarema 101

Pisarema raDhavhidhi.

1 Ndichaimba nezvorudo rwenyu nokururamisira kwenyu;

kwamuri, imi Jehovha, ndichaimba nziyo dzokurumbidza.

2 Ndichangwarira kurarama upenyu husina chahungapomerwa.

Muchauya riniko kwandiri?

Ndichafamba mumba mangu

nomwoyo usina chaungapomerwa.

3 Handingaisi chinhu chakaipa

pamberi pangu.

Ndinovenga mabasa avanhu vasingatendi;

haanganamatiri kwandiri.

4 Vanhu vane mwoyo yakatsauka vachava kure neni;

handichazovi nechokuita nechakaipa.

5 Ani naani anoitira muvakidzani wake makuhwa pakavanda,

iyeye ndiye wandichaita kuti anyarare;

ani naani ane meso anozvikudza nomwoyo unozvikudza,

iyeye handingamuregi akadaro.

6 Meso angu achava pamusoro pavakatendeka vari munyika,

kuti vagare neni;

iye ane mafambiro asina chaangapomerwa,

achandishumira.

7 Hakuna munhu anonyengera

achagara mumba mangu;

hakuna munhu anotaura nhema

achamira pamberi pangu.

8 Mangwanani oga oga ndichaita kuti

vakaipa vose vari panyika vanyarare;

ndichauraya vaiti vezvakaipa vose,

vabve muguta raJehovha.

Todos os capítulos de Mapisarema 150
  1. 1
  2. 2
  3. 3
  4. 4
  5. 5
  6. 6
  7. 7
  8. 8
  9. 9
  10. 10
  11. 11
  12. 12
  13. 13
  14. 14
  15. 15
  16. 16
  17. 17
  18. 18
  19. 19
  20. 20
  21. 21
  22. 22
  23. 23
  24. 24
  25. 25
  26. 26
  27. 27
  28. 28
  29. 29
  30. 30
  31. 31
  32. 32
  33. 33
  34. 34
  35. 35
  36. 36
  37. 37
  38. 38
  39. 39
  40. 40
  41. 41
  42. 42
  43. 43
  44. 44
  45. 45
  46. 46
  47. 47
  48. 48
  49. 49
  50. 50
  51. 51
  52. 52
  53. 53
  54. 54
  55. 55
  56. 56
  57. 57
  58. 58
  59. 59
  60. 60
  61. 61
  62. 62
  63. 63
  64. 64
  65. 65
  66. 66
  67. 67
  68. 68
  69. 69
  70. 70
  71. 71
  72. 72
  73. 73
  74. 74
  75. 75
  76. 76
  77. 77
  78. 78
  79. 79
  80. 80
  81. 81
  82. 82
  83. 83
  84. 84
  85. 85
  86. 86
  87. 87
  88. 88
  89. 89
  90. 90
  91. 91
  92. 92
  93. 93
  94. 94
  95. 95
  96. 96
  97. 97
  98. 98
  99. 99
  100. 100
  101. 101
  102. 102
  103. 103
  104. 104
  105. 105
  106. 106
  107. 107
  108. 108
  109. 109
  110. 110
  111. 111
  112. 112
  113. 113
  114. 114
  115. 115
  116. 116
  117. 117
  118. 118
  119. 119
  120. 120
  121. 121
  122. 122
  123. 123
  124. 124
  125. 125
  126. 126
  127. 127
  128. 128
  129. 129
  130. 130
  131. 131
  132. 132
  133. 133
  134. 134
  135. 135
  136. 136
  137. 137
  138. 138
  139. 139
  140. 140
  141. 141
  142. 142
  143. 143
  144. 144
  145. 145
  146. 146
  147. 147
  148. 148
  149. 149
  150. 150

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.