Pular para o conteúdo
Publicidade

Mapisarema 136

1 Vongai Jehovha, nokuti akanaka:

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

2 Vongai Mwari wavamwari:

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

3 Vongai Ishe wamadzishe:

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

4 iye oga anoita zvishamiso zvikuru,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

5 iye akaita matenga nokunzwisisa kwake,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

6 iye akatambanudza nyika pamusoro pemvura zhinji,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

7 iye akaita zviedza zvikuru,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

8 zuva kuti ribate ushe masikati,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

9 mwedzi nenyeredzi kuti zvibate ushe usiku;

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

10 iye akarova matangwe eIjipiti,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

11 uye akabudisa Israeri kubva pakati pavo,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

12 noruoko rune simba uye noruoko rwakatambanudzwa,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

13 iye akaparadzanisa Gungwa Dzvuku napakati,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

14 uye akayambutsa Israeri napakati paro,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

15 asi akakukura Faro nehondo yake muGungwa Dzvuku;

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

16 iye akatungamirira vanhu vake nomugwenga,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

17 akarova madzimambo makuru,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

18 uye akauraya madzimambo ane simba,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

19 Sihoni mambo wavaAmori,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

20 naOgi mambo weBhashani,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

21 akavapa nyika yavo senhaka,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

22 nhaka kumuranda wake Israeri.

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

23 Iye akatirangarira pakudzikisirwa kwedu,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

24 uye akatisunungura kubva pavavengi vedu,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

25 uye anopa zvokudya kuzvisikwa zvose.

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

26 Vongai Mwari wokudenga,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

Todos os capítulos de Mapisarema 150
  1. 1
  2. 2
  3. 3
  4. 4
  5. 5
  6. 6
  7. 7
  8. 8
  9. 9
  10. 10
  11. 11
  12. 12
  13. 13
  14. 14
  15. 15
  16. 16
  17. 17
  18. 18
  19. 19
  20. 20
  21. 21
  22. 22
  23. 23
  24. 24
  25. 25
  26. 26
  27. 27
  28. 28
  29. 29
  30. 30
  31. 31
  32. 32
  33. 33
  34. 34
  35. 35
  36. 36
  37. 37
  38. 38
  39. 39
  40. 40
  41. 41
  42. 42
  43. 43
  44. 44
  45. 45
  46. 46
  47. 47
  48. 48
  49. 49
  50. 50
  51. 51
  52. 52
  53. 53
  54. 54
  55. 55
  56. 56
  57. 57
  58. 58
  59. 59
  60. 60
  61. 61
  62. 62
  63. 63
  64. 64
  65. 65
  66. 66
  67. 67
  68. 68
  69. 69
  70. 70
  71. 71
  72. 72
  73. 73
  74. 74
  75. 75
  76. 76
  77. 77
  78. 78
  79. 79
  80. 80
  81. 81
  82. 82
  83. 83
  84. 84
  85. 85
  86. 86
  87. 87
  88. 88
  89. 89
  90. 90
  91. 91
  92. 92
  93. 93
  94. 94
  95. 95
  96. 96
  97. 97
  98. 98
  99. 99
  100. 100
  101. 101
  102. 102
  103. 103
  104. 104
  105. 105
  106. 106
  107. 107
  108. 108
  109. 109
  110. 110
  111. 111
  112. 112
  113. 113
  114. 114
  115. 115
  116. 116
  117. 117
  118. 118
  119. 119
  120. 120
  121. 121
  122. 122
  123. 123
  124. 124
  125. 125
  126. 126
  127. 127
  128. 128
  129. 129
  130. 130
  131. 131
  132. 132
  133. 133
  134. 134
  135. 135
  136. 136
  137. 137
  138. 138
  139. 139
  140. 140
  141. 141
  142. 142
  143. 143
  144. 144
  145. 145
  146. 146
  147. 147
  148. 148
  149. 149
  150. 150

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.