Pular para o conteúdo
Publicidade

MAPISAREMA 103

8 Jehovha ane tsitsi nenyasha,

anononoka kutsamwa, azere norudo.

9 Haangarambi achipomera mhosva,

uye haangarambi akatsamwa nokusingaperi;

10 haatiitiri sezvakafanira zvivi zvedu,

kana kutipa mubayiro sezvakafanira zvakaipa zvedu.

11 Nokuti sokukwirira kwaakaita kudenga kumusoro kwenyika,

ndizvo zvakaita kukura kworudo rwake kuna vanomutya;

12 sokuva kure kwamabvazuva namavirira,

saizvozvo akabvisa kudarika kwedu kwatiri.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também