Kumutungamiri wokuimba. Rwiyo rweMasikiri rwaVanakomana vaKora.1 Senondo inodokwairira hova dzemvura, saizvozvo mweya wangu unodokwairirai, imi Mwari.