Pular para o conteúdo
Publicidade

João 6

48 Ndimi chinkwa chobupenyu. 49 MaTate enu akalya imana mugwegulu, akale bakafa. 50 Yechi ndicho chinkwa chinobhuluka chiva kudenga, kuti unhu angalya akale esife. 51 Ndichinkwa chopenyu chakava kudenga, kana unhu angochilya chinkwa yechi, unoolalama kwemisi isinopela, akale chinkwa chandichapila kubupenyu bwenyika, umbili wangu."

Veja também