17 "Pano ndipo pandichameresa nyanga yaDhavhidhi,
uye ndichatungidza mwenje womuzodziwa wangu.
18 Ndichafukidza vavengi vake nenyadzi,
asi korona yake ichabwinya kwazvo."
17 "Pano ndipo pandichameresa nyanga yaDhavhidhi,
uye ndichatungidza mwenje womuzodziwa wangu.
18 Ndichafukidza vavengi vake nenyadzi,
asi korona yake ichabwinya kwazvo."