11 Kana ndikati, "Zvirokwazvo rima richandivanza,
uye chiedza chinondikomberedza chichava usiku kwandiri,"
12 kunyange rima haringavi rima kwamuri;
usiku huchapenya samasikati,
nokuti rima rakaita sechiedza kwamuri.

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.