Publicidade

Hebreus 10

35 Nokudaro rekai kutaya chivimbo chenyu chinomubairo mukuru. 36 Nokuti munofanira kuva nokutsungirira kuitira kuti mumasure mokuita kuda kwaMwari mupasiwe chipikihwa. 37 Nokuti

"Kwandosara kanguwa kapfupipfupi,

Iye anouya achauya

asingachehwe,

38 asi adorurama wangu achararama nokutenda,

manje kana akadzokera mumasure,

mweya wangu haufari naye."

39 Asi hatisi avo vokudzokera kumasure kuti tiparadziwe, asi tiri avo vakutenda kuti vaponese mweya.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-