24 Kashano ndidoshapuriwa nomaJudha shamhu makumi matatu nodzipfemba. 25 Ndidorohwa notsvimbo katatu, ndokudzotemewa nomatombo kabodzi. Ndidodzoita tsaona nochikepe katatu, nokudzopedza masikati nousiku ndiri mumvura.
Publicidade