Pular para o conteúdo
Publicidade

2 vaKorinde 5

17 Saka kana munhu wava muna Khirisitu, wava chisikwa chitsva, zvokare zvapfuura, chokwadi, zvitsva zvauya. 18 Zvese izvi zvinobva kuna Mwari, uyo adotiyananisa kwaari kuburikidza naKhirisitu achibva watipasa ushumiri hwokuyananisa, 19 ndiko kuti, muna Khirisitu Mwari wanga achiyananisa nyika naiye, asingaverengere vanhu kutadza kwavo. Achibva watituma noshoko rokuyananisa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também