Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

104 resultados encontrados

  1. Colossenses 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 6 de 29

    6ridouya kwamuri. Fanike zvaridoitawo munyika yese. Kubva pazuva ramudonzva nokunzvitsitsa mutsa waMwari muchokwadi, vhangeri riri kubereka zvibereko richipararira pakati penyu.

  2. Apocalipse 9

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 9
    Mostrando versículo 9 de 21

    9Pazvipfuwa zvayene panga pano zvivharidziro zvidoita kunge matare nokutinhira kwomaphaphiro yayene kwanga kudoita kunge kutinhira kwongoro dzomabhiza mazinji yanotizira kuenda kuhondo.

  3. Mateus 6

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 6
    Mostrando versículo 16 de 34

    16"Pakare kana muchitsanya, rekai kuoneka kudodoma kaso, kunge vanyengeri. Ndava vanosina pazviso kuti kutsanya kwavo kuonewe novanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vatotambira mubairo wavo.

  4. João 19

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 19
    Mostrando versículo 24 de 42

    24Mauto yadonyairirana yachiti, "Mbatiregei kurikerura, asi mbatikhandei hakata kuti tione kuti richava raani." Zvakarezvi zvanga zviri kuzazisa gwaro rinoti,"Vadokovana majasi yangu,ndokukhanda hakata pazvipfeko zvangu." Saka mauto yadoita zvakarezvi.

  5. 1 Coríntios 11

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 11
    Mostrando versículo 22 de 34

    22Chii! Hamunai dzimba kwokujira nokumwira nai? Kana kutoti munozvidza kherekhe yaMwari muchinyadzisa vasinai chavanacho? Ndichati chii kwamuri? Ndikutunhidzei pazviri? Nikisi.

  6. Atos 23

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 23
    Mostrando versículo 1 de 35

    1Zvino Phauro adonangaritsa kudare, ndokuti, "Hama, ndidorarama pamberi paMwari ndino hana idonaka kusvika pazuva ranasi."

  7. Romanos 12

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 12
    Mostrando versículo 18 de 21

    18Pazvinokwanisika pese, garai murunyararo nomunhu wese.

  8. Lucas 24

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 24
    Mostrando versículo 7 de 53

    7achiti, "Mwanakomana womunhu anofanira kuisiwa mumanja yovatadzi, woroverehwa, pazuva rochitatu womuka pakare."

  9. Efésios 6

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 6
    Mostrando versículo 13 de 24

    13Saka torai zvombo zvese zvaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva ridoipa, futi kuti kana mapedza zvese, mumire.

  10. 2 Coríntios 12

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 12
    Mostrando versículo 12 de 21

    12Zviratidzo zvokuva nhumwa dzochokwadi zvidoitiwa pakati penyu nomwoyo murefu udonyanyitsa, pazviratidzo nozvishamiso nominana.

  11. Mateus 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 21 de 25

    21Iye achapona mwana mukomana, wodzomutenza zita rokuti Jesu, ndava ndiye achaponesa vanhu vache kubva pazvitema zvavo."

  12. Apocalipse 18

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 18
    Mostrando versículo 4 de 24

    4Pakarepo ndidonzva rimwe izvi ridobva kudenga richiti,"Vanhu vangu, birikai mariri,kuti mureke kuwadzana naro pazvitema zvarene,kuti mureke kudzopasiwawo matambudziko yarene,

  13. 1 Coríntios 13

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 13
    Mostrando versículo 7 de 13

    7Rudo rinotsungirira pazvinhu zvese, rinotenda zvese, rinogurupira pazvinhu zvese, rinochiirira pazvinhu zvese.

  14. Hebreus 5

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 5
    Mostrando versículo 1 de 14

    1Nokuti muphirisita mukuru wese anosarudziwa kubva kuvanhu anogadziwa kuti amiririre vanhu pazvinhu zvaMwari, kuti apereke zvipo nozvibairo pamusoro pozvitema.

  15. Atos 28

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 28
    Mostrando versículo 9 de 31

    9Pazvidoitika zvakarezvi, vanhu vese vopachitsuwa vanga vachihwara vadouya ndokuporesewa.

  16. João 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 1 de 25

    1Pazuva rochitatu kudoitika muchato kuKana romuGaririya. Amai vaJesu vanga variko,

  17. Romanos 13

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 13
    Mostrando versículo 14 de 14

    14Asi simirai Ishe Jesu Khirisitu, murekere kufunga kufadza nyama pazvido zvayene.

  18. Lucas 17

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 17
    Mostrando versículo 4 de 37

    4kana akakutadzirai kanomwe pazuva ribodzi, achidzoka kwamuri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka,’ munofanira kumuregerera."

  19. 2 Coríntios 7

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 7
    Mostrando versículo 16 de 16

    16Ndinofara kuti ndinokwanisa kuva nochivimbo naimimi pazvese.

  20. 1 Coríntios 7

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 7
    Mostrando versículo 28 de 40

    28Asi kana ukaroora, haunai kutadza, uye kana musikana akaroohwa haanai kutadza. Asi vanoroorana vano zvinetso zvonyika, inini ndinoda kukubisai pazviri.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo