Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

104 resultados encontrados

  1. Romanos 3

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 2 de 31

    2Zvidotowanditsa pazvese! Chokuthanga nyhokuti vaJudha vadovimbiwa navo kuti mbachengeti vomashoko yaMwari.

  2. 2 Timóteo 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 8 de 22

    8Zvino ndidochengetehwa korona yokururama, yandichapfupihwa paZuva rakarero naIshe, Mutongi adorurama, aikona kwandiri basi, asi kuno vese vanosuva kuoneka kwache.

  3. Apocalipse 22

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 22
    Mostrando versículo 18 de 21

    18Ndinoyambira umwe noumwe anonzva mashoko yochiporofiti yari mubhuku rakareri ndichiti, kana munhu akaingidzira pazvinhu zvakarezvi, Mwari vachaingidzira kwaari matambudzo yadonyorewa mubhuku rakareri.

  4. Atos 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículos 9–35 de 37

    9kana tiri kubvunzitsitsiwa nasi pamusoro pobasa ridonaka ridoitihwa munhu adoremara, kuti adoporesewa tini,

    11Rakareri ndiro‘ribwe ridorambiwa naimimi vavakhi,asi ridodzova musoro wokhona.’

    35ndokuyiisa pamberi ponhumwa. Mari idokovehwa munhu umwe noumwe pakushaiwa kwache.

  5. Romanos 15

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 15
    Mostrando versículos 7–33 de 33

    7Tambiranai, sekutambihwa kwamudoitiwa naKhirisitu kuitira kuti Mwari akudziwe.

    10Pakamu zvinonzi"Farai novanhu vache imipa vodzimwe Ndudzi."

    33Mwari worunyararo mbaave naimimi mese. Ameni

  6. Apocalipse 12

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 12
    Mostrando versículos 4–18 de 18

    4Mwise wayene udotsvaira chochitatu chonyenyedzi dzokudenga, ikadzikutukudzira pasi. Tsatoyo idomira pamberi pomukadzi wanga waakuzvara mwana, kuti imedze mwana wache kana wazvariwa,

    8asi dzidokundiwa futi panga pasisina nzvimbo yadzene kudenga.

    18Tsato idomira pajecha rogungwa.

  7. Hebreus 13

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 13
    Mostrando versículos 1–25 de 25

    1Rudo mbarirambe riripo pakati pohama.

    10Isisu tino atari pasingatendehwe kujihwa novanobata basa pabumba rokukumanira.

    25Mutsa mbauve nemi mese. Ameni.

  8. Hebreus 3

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 3
    Mostrando versículo 8 de 19

    8rekai kuomesa mwoyo yenyu sepanguwa yokupandukapazuva rokuyedzewa musango,

  9. Atos 27

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 27
    Mostrando versículo 1 de 44

    1Zvino pazvidosarudziwa kuti tiende kuItari, vadopereka Phauro novamwe vasungwa kumukuru wozana romauto yohondo, waiitiwa Juriyasi.

  10. Lucas 16

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 16
    Mostrando versículo 10 de 31

    10Uyo adotendeka pazvishoma adotendekawo pazvizinji, nouyo asinai kutendeka pazvishoma haanai kutendekawo pazvizinji.

  11. Colossenses 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 14 de 23

    14adodzima gwaro ranga richitihwisa pazvirevo zvarene zvaidiwa nomutemo, zvakarezvi adoribiritsa ndokuriisa parutivi, achirirovera pamuchinjikwa.

  12. 1 Pedro 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 12 de 25

    12Raramai upenyu hudonaka pakati povasingatende, kuti kana nepo vachikunenerai kuti munoita zvidoipa, vaone zviito zvenyu zvidonaka, varumbidze Mwari pazuva raachauya.

  13. Efésios 4

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 13 de 32

    13kusvikira tese tava vabodzi pakutenda nopakuziva mwanakomana waMwari, tichiva vakuru pazera, nopachiyero chokuzara kwomumhu waKhirisitu.

  14. 1 João 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 7 de 10

    7asi kana tichitekaira muchiedza, fanike iye pachake ari muchiedza, tinowadzana pachedu, futi gazi raJesu Mwanakomana wache rinotinatsa pazvitema zvese.

  15. 1 Coríntios 1

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 5 de 31

    5ndava pazvese mudopfumisiwa maari pakunyaira kwese nokuziva kwese.

  16. 2 Coríntios 6

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 6
    Mostrando versículo 2 de 18

    2Ndava iye anoti,"Panguwa idofanira ndidokunzva,ndidokubatsirapazuva roruponiso."Nangara, zvino ndiyo nguwa idofanira, nangara, nasi ndiro zuva roruponiso.

  17. Tito 2

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 2
    Mostrando versículo 7 de 15

    7Pazvinhu zvese iwepa pachako unofanira kuvanangidza muenzaniso udonaka pamaitiro yadonaka, futi nangidza kutendeka pakudzidzisa, iva nomugariro unoremekedzeka,

  18. Lucas 21

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 21
    Mostrando versículo 4 de 38

    4ndava vese vapereka kubva pazvizinji zvavanazvo, asi iye paurombo hwache waisa zvese zvaimuraramisa zvaanga anazvo."

  19. Mateus 25

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 25
    Mostrando versículo 21 de 46

    21Tenzi wache adoti kwaari, ‘Hekani, muranda adonaka adotendeka, udova adotendeka pazvishoma, ndichakuita mukuru pazvizinji. Pinda mumufaro watenzi wako.’

  20. Marcos 12

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 12
    Mostrando versículo 39 de 44

    39Vanoda kamu kugara pazvigaro zvopamusoro mumasinagoge, nopamabiko vachida kupiwa nzvimbo dzovanhu vanoremekedzewa.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo