14 Tsvagai kuva norugare novanhu vese, uye noutsvene nokuti kunze kwahwene hapanai achaona Ishe. 15 Onai kuti hapanai anokundikana kuwana mutsa waMwari, kuti "mudzi unovava" ureke kumuka uchikutambudzai, uye kuti nawo vazinji vasvipisiwe.
Publicidade
VaHebheru 12
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.