Pular para o conteúdo
Publicidade

VaHebheru 2

10 Nokuti zvanga zvidokodzera kuti zvinhu zvese zvidoitihwa iye uye kuti zvinhu zvese zviripo nokuda kwache, pakuuyisa kwache vanakomana vadowanda pakubhwinya, akwanise kuva muvambi woruponiso ravo rudokwana kuburikidza nokutambudzika.

11 Nokuti uyo anovaita vatsvene novakarevo vanoitiwa vatsvene vese mbabodzi. Ndosaka asinganyare kuvadaidza kuti hama.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também