15 Nochikonzero chakarechi Khirisitu ndiye murevereri wochibvumirano chitsva, kuitira kuti avo vadodaidziwa vapasiwe chipikihwa chonhaka yokusingapere. Zvino iye adopfa sechibairo chokuvasunungura kubva kuzvitema zvidotadziwa pasi pochibvumirano chokuthanga.
Publicidade
VaHebheru 9
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.