Pular para o conteúdo
Publicidade

2 Coríntios 12

7 Kuti kuwanda kwozvidozaruhwa kureke kundisasura ndichizvikudza, ndidopasiwa munzva mumuiri wangu, nhume yaSathani, kuti indipfuwise, ndireke kusasuka. 8 Katatu kese ndidokumbira Ishe pamusoro pozvakarezvi, kuti zvibirike kwandiri, 9 asi adoti kwandiri, "Mutsa dzangu dzidokukwanira, ndava mukuvhuwamo masimba yangu ndimo mayanokwanisiwa." Ndichatoingidzira kuzvirumbidza nokuvhuwa kwangu, kuti simba raKhirisitu rigare mandiri.

Veja também