8 Katatu kese ndidokumbira Ishe pamusoro pozvakarezvi, kuti zvibirike kwandiri, 9 asi adoti kwandiri, "Mutsa dzangu dzidokukwanira, ndava mukuvhuwamo masimba yangu ndimo mayanokwanisiwa." Ndichatoingidzira kuzvirumbidza nokuvhuwa kwangu, kuti simba raKhirisitu rigare mandiri.
Publicidade