Publicidade

2 Coríntios 12

9 asi adoti kwandiri, "Mutsa dzangu dzidokukwanira, ndava mukuvhuwamo masimba yangu ndimo mayanokwanisiwa." Ndichatoingidzira kuzvirumbidza nokuvhuwa kwangu, kuti simba raKhirisitu rigare mandiri. 10 Nondava yaKhirisitu, ndinofarira kuvhuwako ndipo, kubatiwa uyanga, nhamu, kutambudziwa, nonyatwa, ndava pandinenge ndidovhuwa, ndipo pandinenge ndidosimba.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-