4 Kwavari mwari wonyika ino adopofomadza pfungwa dzovasingatende, kuti vareke kuona chiedza chovhangeri rokubhwinya kwaKhirisitu, anova iye mufananidzo waMwari. 5 Ndava hatizviparidzi isu pachedu, asi Jesu Khirisitu saIshe, uye isisu sevaranda venyu nokuda kwaJesu. 6 Ndava Mwari adoti, "Chiedza mbachivhenekere kubva murima," ndiye adovhenekera mumwoyo medu kuti atipase chiedza chokuziva kubhwinya kwaMwari kuri pachiso chaKhirisitu.
Publicidade
2 vaKorinde 4
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.