Pular para o conteúdo
Publicidade

VaHebheru 12

10 Nokuti ivo vadotiranga kwonguwa ipfupi sezvavaida, asi iye anotiranga kuti zvitinakire sezvaadoona zvidokodzera, kuti tikovehwe utsvene hwache. 11 Zvino kwokanguwa kuranga kwese hakufadze, asi kunodzimba pamasure kunobereka chibereko chorugare chinouyisa kururama kuno vadodzidzisiwa nako.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também