Pular para o conteúdo
Publicidade

VaHebheru 12

5 Anga makangamwa nai kutsindikira kunonyaira kwamuri sekuvana kuchiti?

"Mwana wangu, reka kuzvidza kuranga kwaIshe,

reka kupera mwoyo kana uchirangiwa naye.

6 Nokuti Ishe anoranga waanoda,

nokurova mwana wese waanogamuchira."

7 Munofanira kutsunga pakurangiwa. Mwari ari kukubatai sevana vache, nokuti ngupi mwana asingarangiwe nababa vache? 8 Kana mukareka kurangiwa, sezvinoitiwa vana vese, muri vana vomasanganiswa hamuzi vana vache. 9 Pamusoro pozvakarezvi, isisu taiva nanababa vedu vopanyika vaitiranga uye taivakudza. Ko hatingazviise pasi paBaba vomweya yedu kuti tirarame?

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também