Pular para o conteúdo
Publicidade

VaHebheru 3

12 Chenjerai, hama dzangu, kuti mukati moumwe wenyu mureke kuva nomwoyo udoipa usingatende, mutsauke muchibirika kubva kuna Mwari mupenyu. 13 Asi simbisanai zuva rimwe norimwe, kana kuchiri kunzi "Nasi," kuti kureke kuva noumwe wenyu anoomesewa mwoyo nokunyengera kwochitema.

Veja também