4 Nokuti zvinokonekaba kudzotsera pakamu vadovhenekehwa kare, vadoravidza chipo chokudenga uye vadogovehwawo Mweya Mutsvene, 5 uye vadoravidza kunaka kwoshoko raMwari nomasimba yonguwa inouya, 6 kana vakadzotsauka zvinokonekaba kuvasandura pakamu kuti vapinduke nokuti vanoroverera pakare Mwanakomana waMwari nokumunyadzisa pachenu.
Publicidade
VaHebheru 6
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.