6 Asi sezvazviri, Khirisitu adowana ushumiri hudonyanyitsa kunaka kukunda hwokare nokuti sungano yaanoreverera idonaka idosimbisiwa nozvivimbiso zvidonakitsa.
7 Nokuti kana dai chibvumirano chokuthanga changa chisinai chachinonenedzehwa, panga dai pasinai nzvimbo yochibvumirano chochipiri.