Pular para o conteúdo
Publicidade

VaHebheru 9

11 Asi Khirisitu paadoratidziwa semupirisita mukuru wozvinhu zvidonaka zvidodzouya, pakarepo kuburikidza nodumba rokusangana rikuru uye idokwana isinai kuitiwa nomanja yomunhu, ndokuti isiri yokusikiwa kuno.

15 Nochikonzero chakarechi Khirisitu ndiye murevereri wochibvumirano chitsva, kuitira kuti avo vadodaidziwa vapasiwe chipikihwa chonhaka yokusingapere. Zvino iye adopfa sechibairo chokuvasunungura kubva kuzvitema zvidotadziwa pasi pochibvumirano chokuthanga.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também