Pular para o conteúdo
Publicidade

Hebreus 9

14 Ko gazi raKhirisitu adozviita chibairo kunaMwari chisinai zvachinonenedzehwa, chichiitiwa kuburikidza noMweya usingapere, richanyanyitsa tini kunatsa hana dzedu pamabasa yadopfa kuti tishumire Mwari mupenyu!

15 Nochikonzero chakarechi Khirisitu ndiye murevereri wochibvumirano chitsva, kuitira kuti avo vadodaidziwa vapasiwe chipikihwa chonhaka yokusingapere. Zvino iye adopfa sechibairo chokuvasunungura kubva kuzvitema zvidotadziwa pasi pochibvumirano chokuthanga.

Veja também