Publicidade

Lucas 4

18 "Meya yaHe ipehhugwi kwangu,

nentha yekuti wakandihhodza kuti ndisumikile ndebo mbuya kubahayi.

Wakandituma kuti ndisumikile sunungugwa kwebatapwa,

nepofunuka kwemapofu,

nesunungugwa kwebakatshambidzigwa,

19 kuti ndisumikile gole laHe linowamutjilika4.19 gole lengoni dzaHe, lesunungugwa kwebatapwa nebasungwa."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_12-11-46-