51 Onai! Ndinokuudzai chidosvisvika. Hatingapfe tese, asi tese tichasanduhwa, 52 kundoti ngwezu, kunge kuboira kwoziso, pahwamanda yokupedzisira. Ndava hwamanda icharira, vadopfa vachamuka vasisaparare, uye tichasanduhwa.
Publicidade